Mashoko Emuzasi
d Ndima 12: Kunyange zvazvo vamwe vanhu vasiri vaapostora vakagamuchira zvipo zvinoshamisa zvomudzimu, zvinoita sokuti kakawanda vanhu vaitowana zvipo izvi kana vazvipiwa nevaapostora kana kuti paine mumwe wevaapostora.—Mab. 8:14-18; 10:44, 45.