Mashoko Emuzasi
a Shoko rechiHebheru rakashandurwa kuti “musikana” pana Isaya 7:14 rinogona kureva mukadzi akaroorwa kana kuti mhandara. Saka shoko iroro rinogona kushandisirwa mudzimai waIsaya uye mhandara yechiJudha, Mariya.