Mashoko Emuzasi
a Kuti uwane mamwe mashoko nezvokuti Umambo hwaMwari huchaita sei kuti kuda kwake kuitwe panyika, ona chitsauko 8 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha, iro rinowanikawo paIndaneti uye unogona kurikopa pawww.pr2711.com.