Mashoko Emuzasi
a Jehovha akanga aita kuti mvura isanaya kwemakore matatu nehafu achida kuratidza kusava nesimba kwaBhaari, uyo ainamatwa achinzi anonayisa mvura uye anoita kuti nyika ibereke. (1 Madzimambo chitsauko 18) Ona nyaya dzakanzi “Tevedzera Kutenda Kwavo” muNharireyomundi yaJanuary 1 neyaApril 1, 2008.