Mashoko Emuzasi
b Kana Jezebheri aitya kuti munda wemizambiringa uyu waizopfuudzwa kuvana vaNabhoti, ndizvo zvingangodaro zvakaita kuti aurayise vanakomana vaNabhoti. Kuti uone nei Mwari achibvumira udzvinyiriri hwakadai, ona nyaya yakanzi “Vaverengi Vanobvunza Kuti” iri mumagazini ino.