Mashoko Emuzasi
a Munyaya ino kusvuta kunoreva kukweva utsi hwefodya kubva pamidzanga, pazvimonera, zvikwepa, kana kuti zvikwepa zvinoiswa mvura. Asi mazano arimo anoshandawo pakushandisa fodya inoita zvekutsengwa, yemumhino, midzanga inoshandisa mabhatiri kana kuti magetsi nezvimwewo.