Mashoko Emuzasi
a Bhaibheri rinoratidza kuti Josefa ainge ava nemakore anenge 17 kana kuti 18 paakasvika mumusha waPotifari, uye akagara naye, zvichida kwemakore akati kuti kusvikira ati kurei. Akanga ava nemakore 30 paakabudiswa mujeri.—Genesisi 37:2; 39:6; 41:46.