Mashoko Emuzasi
a Zvinosuwisa kuti maBhaibheri akawanda haana zita raMwari, pasinei nekuti rinowanika kakawanda zvakadaro muMagwaro echiHebheru, anowanzonzi Testamende Yekare. Pane kudaro, akachinjanisa zita rekuti Jehovha nemazita ekuremekedza akadai sekuti “Ishe” kana kuti “Mwari.” Kuti uwane mashoko akawanda nezvenyaya iyi, ona peji 195-197 mubhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.