RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b Rwiyo rwaDhibhora rwunoratidza kuti Sisera aiwanzodzoka kuhondo dzake apamba zvinhu zvaisanganisira vasikana, dzimwe nguva musoja mumwe nemumwe aine vasikana vaviri kana kupfuura. (Vatongi 5:30; The Bible in Union SHONA Version, rine zviperengo zvanhasi) Shoko rakashandurwa kuti “musikana” pavhesi iyi rikatorwa sezvariri muchiHebheru rinoreva “chibereko.” Mutauro wacho unoratidza kuti vakadzi ava vaingodirwa nyaya yekubereka chete. Zvingangodaro kuti vakadzi vaigara vachibatwa chibharo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe