Mashoko Emuzasi
a Muna 2012, tsvakurudzo yakaitwa nePew Research Center yakaratidza kuti zvikamu 11 muzana zvevanhu vemuUnited States vanoti hakuna Mwari nevaya vanoti hazviiti kuziva kuti ariko here kana kuti haako, vanombonyengetera kamwe chete pamwedzi kana kupfuura.