Mashoko Emuzasi
a Isaka mwanakomana waAbrahamu, akamboshungurudzikawo kwenguva refu. Sezviri kuratidzwa munyaya yakanzi “Tevedzera Kutenda Kwavo” iri mumagazini ino, Isaka akanga achiri kushungurudzika nerufu rwaamai vake, Sara, makore matatu pashure pekunge vafa.—Genesisi 24:67.