Mashoko Emuzasi
a Tacitus, uyo akaberekwa munenge muna 55 C.E., akanyora kuti “Kristu, pakabva zita rokuti [vaKristu], akatongerwa rufu nemumwe wemagavhuna edu, Pondiyo Pirato, Tibheriyo paaiva mambo.” Vamwewo vanotaura nezvaJesu ndevanotevera: Suetonius (akararama makore ari pakati pa1 C.E.-100 C.E.); munyori wezvakaitika kare wechiJudha ainzi Josephus (akararama makore ekuma100 C.E.); nagavhuna weBhitiniya ainzi Pliny the Younger (akararama kutanga kwemakore ekuma100 C.E.).