Mashoko Emuzasi
b Mwari paakatamisa upenyu hweMwanakomana wake kubva kudenga huchienda mudumbu raMariya, zvakaita kuti Mariya ave nepamuviri, uye mudzimu mutsvene waMwari wakadzivirira Jesu kuti asatora chivi kubva kuna Mariya.—Ruka 1:31, 35.