Mashoko Emuzasi
b Muna 1535, mumwe mushanduri wechiFrench ainzi Olivétan akabudisa Bhaibheri raakashandura kubva mumitauro yakatanga kunyorwa Bhaibheri. Paaishandura Magwaro echiGiriki, akabatsirwa chaizvo neBhaibheri rakashandurwa naLefèvre.