Mashoko Emuzasi
a Vanhu vakadai saBharuki (munyori waJeremiya), Ebhedhi-mereki muItiopiya, uye vaRekabhi vakaponeswa kunyange zvazvo vakanga vasina kuiswa chiratidzo chaioneka. (Jer. 35:1-19; 39:15-18; 45:1-5) Vakaiswa chiratidzo chekufananidzira kuti vaponeswe.