Mashoko Emuzasi
a Vanhu vakawanda vanopawo zvipo pamazuva ekuberekwa uye pamazororo. Asi pamazuva akadai panowanzoitwa zvinhu zvisingaenderani nezvinodzidziswa neBhaibheri. Ona nyaya iri mumagazini ino yakanzi “Vaverengi Vanobvunza Kuti—MuKristu Anofanira Kupemberera Krisimasi Here?”