Mashoko Emuzasi
a Jesu haatauri kuti zvaipomerwa mutariri uyu zvaiva zvechokwadi here kana kuti kwete. Anoisa pfungwa pane zvakazoitwa nemutariri, kwete pane zvakaita kuti adzingwe basa.