Mashoko Emuzasi
a MuKristu angasarudza kuva nepfuti yekuvhimisa mhuka dzekudya kana yekuzvidzivirira pamhuka dzemusango. Asi kana zvisiri kushandiswa, zvombo zvakadaro zvinofanira kuchengetwa zvisina mabara, kunyange kutogwejenurwa zvokiyirwa mazvinochengeterwa. Munyika dzisingabvumirwi kuti vanhu vave nepfuti, kana kuti dzine mitemo inotaura nezvekuva nepfuti, vaKristu vanoteerera mutemo.—VaR. 13:1.