Mashoko Emuzasi
a Vanhu vakawanda havazivi kuti mashoko anowanika mune mamwe maBhaibheri pana Johani 7:53–8:11 akaita zvekuwedzeredzwa uye akanga asimo muzvinyorwa zvakafemerwa zvekutanga. Vachizvitorera pamashoko aya, vamwe vanoti munhu asina chivi ndiye chete anogona kuti mumwe munhu ane mhosva yeupombwe. Asi mutemo wakapiwa vaIsraeri naMwari wakati: “Kana murume akawanikwa akarara nomukadzi womuridzi, vose vanofanira kufa pamwe chete.”—Dheut. 22:22.