Mashoko Emuzasi
a Rimwe bhuku rakabudiswa neEngland’s National Health Service rinoti: “Kushanda kwemaIUD ane kopa yakawanda kunopfuura 99%. Izvi zvinoreva kuti pavakadzi 100 vanoshandisa maIUD akadaro panogona kushayika mumwe chete anobata pamuviri mugore rimwe chete. MaIUD ane kopa shoma haashandi kusvika ipapo.”