Mashoko Emuzasi
a Zvinhu zvinobatsira pakudzidza bhuku rinonzi “Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?” zvakanaka chaizvo pakubatsira vechidiki uye vakura kuti vanzwisise uye vatsanangure chokwadi cheBhaibheri. Zvinhu izvi zvinowanika pajw.org mumitauro yakawanda. Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > ZVEKUSHANDISA PAKUDZIDZA BHAIBHERI.