Mashoko Emuzasi
a Vamwe vanaamai pavanosununguka vanobatwa nechirwere chekushungurudzika mupfungwa uye izvi zvinoita kuti vaomerwe nekunyatsoda mwana wavo. Asi havafaniri kuzvipa mhosva. Maererano neU.S. National Institute of Mental Health, izvi “zvinowanzokonzerwa nekuchinja kunoitika mumuviri . . . kwete kuti pane zviri kukanganiswa naamai.” Kana uchida kunzwa zvakawanda, verenga nyaya yakanzi “Ndakakunda Kuora Mwoyo Kunouya Pashure Pokusununguka” iri muMukai! yaAugust 8, 2002.