Mashoko Emuzasi
b Chikoro ichi chakatsiviwa neChikoro Chevazivisi Vemashoko oUmambo. Vashumiri venguva yakazara vari mune dzimwe nyika vanogona kunyorera kuti vapinde chikoro ichi munyika yavo kana kuti mune imwe nyika inenge ichiitirwa chikoro chacho mururimi rwaamai kana kuti mumutauro wavanonyatsonzwisisa.