Mashoko Emuzasi
b KUTSANANGURWA KWEMASHOKO: Kana ‘tichinzwira vamwe tsitsi,’ tinenge tichiedza kunzwisisa kuti vamwe vari kunzwa sei, tovawo nemanzwiro avo. (VaR. 12:15) Munyaya ino, mashoko ekuti ‘kunzwira tsitsi’ uye ekuti kuva nehanya nevamwe ari kureva chinhu chimwe chete.