Mashoko Emuzasi
c Jehovha akaratidzawo kuti aiva nehanya nevamwe vashumiri vake vakatendeka vakanga vakaora mwoyo kana kuti vaitya. Funga nezvaHana (1 Sam. 1:10-20), Eriya (1 Madz. 19:1-18), uye Ebhedhi-mereki (Jer. 38:7-13; 39:15-18).