Mashoko Emuzasi
d KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Misangano yepaImba yeUmambo inotipa mikana yekuratidza kuti tinodanana. Tiri kuona (1) mukuru achitaura nemuparidzi wechidiki naamai vake achiratidza kuti ane hanya navo, (2) baba nemwanasikana wavo vachibatsira hanzvadzi yakwegura kuti inopinda mumota, uye (3) vakuru vaviri vachinyatsoteerera hanzvadzi iri kuda kubatsirwa.