Mashoko Emuzasi
a Chisarudzo chinonyanya kukosha pane zvese zvauchaita ndechekuti wobhabhatidzwa here kana kuti kwete. Nei chichikosha chaizvo? Nyaya ino ichapindura mubvunzo iwoyo. Ichabatsirawo vaya vari kufunga kubhabhatidzwa kuti vakurire zvinhu zvingangodaro zvichivatadzisa kubhabhatidzwa.