Mashoko Emuzasi
a Satani nemadhimoni ake vakanyengera vanhu nenhema pamusoro pezvinoitika kuvanhu pavanofa. Nhema idzi dzakaita kuti pave netsika dzakawanda dzinopesana neBhaibheri. Nyaya ino ichakubatsira kuti urambe wakavimbika kuna Jehovha vamwe pavanoedza kukumanikidza kubatanidzwa mutsika dzakadaro.