Mashoko Emuzasi
a Vaya vakashungurudzwa vachiri vadiki vangasangana nematambudziko akawanda kunyange papfuura makore. Nyaya ino ichatibatsira kunzwisisa kuti nei zvakadaro. Tichaonawo kuti ndivanaani vanganyaradza vanhu vakadaro. Tichazokurukurawo kuti tingavanyaradza sei.