Mashoko Emuzasi
a Zvinhu zvakadai semakuriro atakaita, tsika nemagariro edu, uye dzidzo yatakawana ndizvo zvinoumba mafungiro edu. Tinogona kunge tiine mafungiro asina kunaka akadzika midzi matiri. Nyaya ino ichatiratidza kuti tingabvisa sei mafungiro asina kunaka atingadaro tiinawo.