Mashoko Emuzasi
a Roti, Jobho, naNaomi vakashumira Jehovha vakatendeka, asi kunyange zvakadaro, vaifanira kutsungirira zvinhu zvinoshungurudza muupenyu hwavo. Nyaya ino inotaura zvatingadzidza pane zvakaitika kwavari. Inotaurawo kuti nei zvichikosha kuti tive nemwoyo murefu, tinzwe tsitsi uye titaure zvinonyaradza hama nehanzvadzi dzedu padzinenge dziine matambudziko.