Mashoko Emuzasi
a Pasinei nekuti tava nenguva yakareba sei tichishumira Jehovha, tinofanira kuramba tichikura pakunamata uye tichivandudza manamatiro edu. Muapostora Pauro akakurudzira vaKristu vaainamata navo kuti vasambodzokera shure! Tsamba yaakanyorera vaFiripi ine mashoko anotikurudzira kutsungirira munhangemutange yekuwana upenyu. Nyaya ino ichatiratidza kuti tingashandisa sei mashoko aPauro akafemerwa.