Mashoko Emuzasi
g KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Vachibatsirwa naJehovha, murume nemudzimai vaya vavazve mubasa renguva yakazara. Vari kushandisa mutauro wavakadzidza vari mamishinari kuti vaparidzire mashoko akanaka kuvanhu vekune imwe nyika vari mundima yeungano yavo.