Mashoko Emuzasi
a Tinoziva kuti vanhu vese vachasangana ‘nekutambudzika kukuru’ kwava pedyo. Chii chichaitika kuvashumiri vaJehovha panguva iyoyo? Jehovha achada kuti tiitei ipapo? Tinofanira kuva vanhu vakaita sei iye zvino kuti tizoramba takatendeka? Izvi tichazvidzidza munyaya ino.