Mashoko Emuzasi
a Takazvipira kushumira Jehovha. Asi ndiye chete watakazvipira kwaari here? Mhinduro yacho inoratidzwa nezvisarudzo zvatinoita. Kuti tione kuti takazvipira zvakadii kuna Jehovha, ngationei zvisarudzo zvatinoita panyaya yemari uye panyaya yezvinhu zvinotivaraidza.