Mashoko Emuzasi
a Musoja aifanira kunge aine nhoo inomudzivirira kuti asakuvadzwa. Kutenda kwedu kwakaita senhoo. Uye kungofanana nenhoo iyo yaifanira kugara yakasimba, kutenda kwedu kunofanirawo kugara kwakasimba. Nyaya ino inotaura zvatingaita kuti tive nechokwadi chekuti ‘nhoo yedu huru yekutenda’ yakasimba.