Mashoko Emuzasi
a Bhaibheri rinotidzidzisa kuti tingava sei nemaonero akanaka panyaya yekushanda uye kuzorora. Munyaya ino tichaona kuti Sabata raichengetwa nevaIsraeri vhiki rega rega rinotibatsira sei kuti tive nemaonero akanaka panyaya yekushanda uye kuzorora.