Mashoko Emuzasi
a ONA KUTI: Kunyange zvazvo uchikwanisa kusarudza kuti wodzidza nemunhu here kana kuti worega pachikamu chakanzi “Wedzera Pane Zvawadzidza,” wana nguva yekuverenga zviripo kana kuona vhidhiyo iripo paunenge uchigadzirira. Izvi zvichaita kuti uzive zvinhu zvingave zvichifarirwa nemudzidzi wako uye zvinomubatsira. Bhuku repafoni rine panokuendesa kumavhidhiyo uye kumashoko ekuwedzera.