Mashoko Emuzasi
a Maonero atinoita vanhu vari mundima yedu anobatsira sei pakuparidza uye pakudzidzisa kwatinoita? Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti Jesu nemuapostora Pauro vaiona sei vanhu vavaiparidzira. Tichaona kuti tingavatevedzera sei nekufungawo zvinotendwa uye zvinofarirwa nevanhu vatinosangana navo uyewo nekunzwisisa kuti vanogona kuva vadzidzi vaJesu.