Mashoko Emuzasi
b Chikamu chinonzi “Bhaibheri Rinochinja Upenyu” chine mimwe mienzaniso inoratidza kuti vanhu vanogona kuchinja. Nyaya idzi dzaibuda muNharireyomurindi kusvika muna 2017. Iye zvino dzava kubuda pajw.org®. Tarisa pakanzi NEZVEDU > ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA.