Mashoko Emuzasi
c KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Murume nemudzimai vari kuparidza paimba nemba vanoona (1) pamba panoratidzika zvakanaka, pane maruva; (2) pamba pemhuri ine vana vadiki; (3) pamba pane uchapa mukati nekunze; uye (4) pamba pevanhu vane chitendero chavo. Ndepapi paungawana munhu anogona kuva mudzidzi?