Mashoko Emuzasi
a Munhu anozvininipisa ane ngoni uye ane tsitsi. Saka zvakakodzera kuti titi Jehovha anozvininipisa. Munyaya ino tichadzidza kuzvininipisa kubva pamuenzaniso waJehovha. Tichaongororawo zvatinodzidza kuna Mambo Sauro, muprofita Dhanieri, uye Jesu pakuva nemwero.