Mashoko Emuzasi
a Jesu akati vadzidzi vake vaizozivikanwa nekudanana kwavo. Tese tinoedza kuita izvozvo. Tinofanira kudzidza kuda hama nehanzvadzi dzedu dzechiKristu semadiro atinoita vanhu vemumhuri vepedyo. Nyaya ino ichatibatsira kuti tiwedzere kuda hama nehanzvadzi dzedu.