Mashoko Emuzasi
a Nyaya dzakawanda dziri muBhaibheri dzinoratidza kuti Jehovha anoda vashumiri vake uye achavabatsira kuti vatsungirire chero matambudziko avanosangana nawo. Nyaya ino inotaura zvaungaita kuti udzidze zvakawanda pakuverenga kwaunoita nyaya dziri muBhaibheri.