Mashoko Emuzasi
a Munyaya yakapfuura, takakurukura zvikonzero zvina zvakaita kuti vanhu varambe Jesu kare uye kuti nei vachiramba vateveri vake mazuva ano. Munyaya ino tichakurukura zvimwe zvikonzero zvina. Tichaonawo kuti nei vaya vanoda Jehovha vasingazoregi chimwe chinhu chichiita kuti vagumburwe.