RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Kuti mhuri ifare, munhu mumwe nemumwe anofanira kuziva zvaanofanira kuita uye anofanira kubatsira vamwe. Baba ndivo vanotungamirira mhuri, amai vanovatsigira, uye vana vanoteerera vabereki vavo. Ndizvo zvazvakaitawo mumhuri yaJehovha. Mwari wedu ane chinangwa nesu, uye kana tikararama maererano nechinangwa ichocho, tichava mumhuri yaJehovha nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe