RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Sezvo vakasikwa nemufananidzo waMwari murume nemudzimai vanokwanisa kuratidzana rudo uye kuda vanakomana vavo. Murume nemudzimai wacho vanoda Jehovha uye vanoratidza kuti vanokoshesa chipo chekuva nevana kuburikidza nekubatsira vanakomana vavo kuti vade Jehovha uye vamushumire. Vabereki vacho vanoshandisa vhidhiyo kuti vavatsanangurire kuti nei Jehovha akapa Jesu kuti ave rudzikinuro. Vanovadzidzisawo kuti muParadhiso iri kuuya, tichachengetedza nyika nemhuka nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe