RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Kubva ichiri mwana mudiki, hanzvadzi yainyengetera kuna Jehovha nguva dzese. Paaiva mwana mudiki, vabereki vake vaimudzidzisa kunyengetera. Paaiyaruka, akatanga kushumira sapiyona uye aigara achikumbira Jehovha kuti akomborere ushumiri hwake. Papera makore, murume wake paakarwara chaizvo, akateterera kuna Jehovha achikumbira simba rekuti atsungirire dambudziko iri. Iye zvino ava chirikadzi, anoramba achinyengetera aine chivimbo chekuti Baba vake vekudenga vachapindura minyengetero yake sezvavagara vachiita muupenyu hwake hwese.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe