Mashoko Emuzasi
d KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Hagai akakurudzira vanhu vaMwari kuti vashingaire pabasa rekuvakazve temberi. Vanhu vaMwari mazuva ano vari kushingaira pakuzivisa mashoko eUmambo. Murume nemudzimai vari kuparidza mashoko ane chekuita nekuzunungusa kwekupedzisira.