Mashoko Emuzasi
a Tese tinoda kuti nyika ino yakaipa igume. Asi dzimwe nguva tinganetseka kuti kutenda kwedu kuchange kwakasimba here zvekuti tichakwanisa kutsungirira kusvika kumugumo. Munyaya ino tichaona zvakasangana nevamwe vanhu uye zvidzidzo zvinogona kutibatsira kusimbisa kutenda kwedu.